Avao ava , chingokumbira kutengerws mota zvakanaka , and besides wicknero is married iwe datya dzikama mmm ameno vacharoorao izvi, Saka wadzurirei post iwe Anna kabishu ke 2 cents ndosaka wakasiiwa na Oros iwe honda unoidi😂 , Tisiireo wikinero wedu akadero atori sexy zvekuti😂😂😂That was very disrespectful iwewe Anna chibaby nyaya dzemabody evanhu dzekuzvara nedzekuroorwa dziri very sensitive iwewe wakabowaa wanii wasekwaa zvimapundu zvakooWikiwero medza pride unopiwa tea uchafira kuhope ukasiya maRoyco Rice Ako iwayo , I mean Royco Roy's 🤣 whatever it is 🤣Varikungoti body yake haiite moda body yake ikuitirei kuti murume wenyu here nhai mabhishu imi tukwai body yakanaka usina kana sendi inobatsirei kuti zvichazonyorwa patombstone hereObesity body hayisi yekutsvinya or kudada nayo ,,,furo iro kwaaaaa zvosemesa