Asi vanhu ava hamuna kwamunobhadharawo rent here veduwe chero small 1 room zvayoVanhu ava vatotora nguva yavo kubhemba bhemba uswa . Now uswa wakutooma nekuda kwezvivanhu zvana mafirakurewa. Dai wakasungwa ku destroyer nature yamwari Why muchiteerera vnhu nhy imi waakuvapublisher fut zvinosungisa vnhu mumombozviziva hereKusarohwa uko ini ukanditumba usafunga kuti ndinoti azvomore never ndichingokuziva unomama chete
Mabrijo anotyisa zvakeWakomana Ma China why ..What kind of a app is this inosvuta kuipa zvese nekupa maRap top ..Gojasi chaiyo. But ndahla idiii 🙆🏿♀️🙆🏿♀️🙆🏿♀️🙆🏿♀️Face ye paden inoonekwa na Daddy daily versus face inoonekwa nema work mates or street guys. It is always good kuti vamwe vanhu vose vaone wakanaka zvekudaro paden munenge muchizivana saka no pressure. Love you Mabrijo our Queen of all times.
Solo mupei award rake please, kupenga anokugona too baad...🤣🤣🤣🤣🤣 Ini hangu naizaboom comedy ini hangu inekakundibhowa soo especially iyeyu wekuimba bhajeti Kna zita rake aisagona kunyora ku xul 🤣🙌🏻munhu anga anzwa nekudzokorora iyeye
Uyu anondibhowera kuganhiraIdziwo idzi ,Hanzi naCalaz Jah love akauraiwa sezvakaitwa chikomana chekuNigeria Saka Mazimba maifanairwa kuprotester kuti chii chauraya jah love..... Vana calaz ndovaitova number1 kuseka Jah love paai abuser madrugs iye ari diabetic...nhasi haasisipo makuita kunge maibuda zvisingaite. Uyu anoshaya you can't compare munhu wemadrugs nemunhu akauraiwa plus Jah luv aiva neshuga kaaMunyori ungamukira kutaura zvisina kutaura munhu ko parichadokera Postmortem yei munhu aiita madrugs iye Aine sugar zvamodawo Ku compare so
Kupfeka kwekut unoshaya confidence dzekufamba🙌Izvi zvoda maenda out not kunoita business talk makapfeka soo😂 Aiwa Anna anochena veduwee look at the skirt.. vasikana vese I mean ma virgin pfekai sa Anna uyu... Garo chete riri panze 😂😂😂 kanoda kuonekwawo zve zvidyaB doproblem yevanhu iyoyi vakaona munhu akazvifekera zvanoda or zvomufita iye achirambidzwa achizvida anogona sekuty akafeka akashama dechafekwa nemurungu ipapa mawow asingambopere
Hearts for my shoes please……😅When looking at my shoes choice today. Vamwe vanoti Kusakwana, vamwe voti Kupenga, others, Kushaya hunhu, Vamwewo voti Kushaya Mweya Mutsvene. But ndozvinenge zvirikutoitika mumusoro mangu izvozvo. Mukatobvisa kakupenga ikako hapasisina that creativity which is unique to me.😂😂😂 Every artist has that degree of madness. Tinozongosiyana ma levels acho kuti vamwe ndiana Baba Harare vamwewo ana Madam Boss , ini Ndini so zvichingoenderana nechiero one Got from akatisika. Some of us we didn’t choose, we just came into the world swimming up river against all odds. DNA inenge ichitoramba kuita zviri normal. 😂😂 The world system i

So I got to college today and this is the greeting I got from my classmates who are half my age, “Machembere Manyama” 😂😂😂😂🤣🤣🤣 God! I laughed out ndikati Machembere ndianambuya venyu!😡🤬😂😂😂😂😂. I love how i connect with this generation. They treat me like I was their peer. Indeed I am blessed
Brooke-Bruk Jackson was crowned Miss Universe Zimbabwe last night. She will represent the country at the 72nd Miss Universe pageant to be held in El Salvador on the 18th of November. Amanda Mpofu was named first runner up while Nokutenda Marumbwa was crowned second.Noku was the first runner-up,.The winner was well deserving ,all her outfits were on point and she responded her question spot on . Congratulations
Sisi Fifi vakachena Mwana webenzi haana mufaro anondinzwisa tsits mwana uyu 🥰💕 She is so beautiful ❤️❤️❤️❤️wig inenge yaKetinah bedzi dai airasa haizi yezera rake mwana. Anopisa shem dai moto wacho ukasamupisa❣️❣️❣️❣️May the lord protect her makava ,mashurugwi eish