Evangelica Sandie is still praising American Dj Mandla hanzi Baba vakakomborerwa zvavo nemboro and havanyime mari vanongopa. Vanga vadingatadze kundipa cozy ndaiita kuswinya mboro nema hazards ndakavagarira .Ruzhinji moenda kutekegram kwake 10usd sextap support her business.
Evangelica Sandie is still praising American Dj Mandla hanzi Baba vakakomborerwa zvavo nemboro and havanyime mari vanongopa. Vanga vadingatadze kundipa cozy ndaiita kuswinya mboro nema hazards ndakavagarira .Ruzhinji moenda kutekegram kwake 10usd sextap support her business.
Tytan oseka our 45 year old teenager dziva Stunner kuti "ndakazviraura kuti Stunner zverudo zvaarikuita nekamusikana old enough to be her daughter acharuza zvakawanda.Now he is uninvited ku high tea 🍵 nekuda kuswera achipinda nemoyo murudo. Achingoswera 24-7 ari under pitikot government nguva yekuimba haasisina.
Vanhu voudza Shema ashandise 8000pounds ye Gofund me zvinemusoro "Shema TV zvauriwe uzviroore nemari iyoyo.Taneta nekunzi mota yafa gasket ne head anofa everyday. Taxvinzwa wakuda mari chitora kwacho isati yasvika 10 000pounds une kadzungu kauinakowo iwee."
Vanhu voti Bee wehzira are drama kowatobvisa kare ring yemuchato pasina kana week waitwa. Bee wacho anobva ati "ini manje pressure handiidi kana nazonyarara mati zii ndozokuratidzai zvamunoda kuona ndinouya makavaraigwa ndomutemo wangu . Sis is unbothered wo.
Homwe yemadzitateguru Tatelicious Karikagambe tomuti chiiko Sisi bhudhi ,mai baba really we are confused ,His or her fans were asking her kuti Mwana wake Tanya anomudaidxa achiti chii iye azongoti anoti baba vanopfeka madress and vane mazamu. Tatelicious today was showing love to the love of his life Teclar she said"baby mama vehomwe beautiful 😍 kamunhu kanonaka aka. Love you always
Nyaya yanetsa for a very long-time yaMadam boss na Pirikisi Zuvas X boyfriend,it looks like Zuva urban tete is not giving up anytime soon ,she claims nyaya ye sextap is true and zvichabuda hazvo even vakabhadhara vanhu or kuda kundiuraya. But ma die hard fans a madam boss they still believe in their celebrity aka role model mumwe ndiye anyora " Zuva I don't blame Pirikisi waida adii pakadai 🤣🤣🤣🤣iwe une tukumbo tunenge twehurekure.Madam boss is better than you usarwadziwe.
Tytan apfekedzwa Juzi Ra olinda vachienda ku Show ya Davido mushure mekunge akapfekedzwa zve baby wear ye pink 💗 and flowers 💐 musi we Birthday rake,izvi zvinova zvapa hasha ma fans Tytan Nkomo. Why tytan akungoitwa yese yese nemukadzi he is a great artist he must stand up as a man sometimes and say no even kana aching atengerwa hembe dzacho or kufoswa kunzi pfeka .chasara kupfekedzwa baby feeder I Tatelicious voice.
Kuita celebrity kuZimbabwe ma1 ini hangu I blame Zanupf Sure whole celebrities kuno gara murefugee camp vachiitwa veranda kune dzimwe nyikaa nezera racho especially Zuva munhu akuita 40years mbuya vevazukuru kutangana nerefugee zvinoda uchiri pwere yaa ndokukundikana nelife . "Munyiri ati kuna zuva "mese muri kurefugee camp skweeya Zuva bvunza Tatehow its done and also why uchiri kushandisa habani iwe wakaita divorce party 🥳
When we all think kuti hondo ya ketty na Cookie yapera it seems like ichiripo and not stopping anytime soon kohazvipere here,they used to be good friends wani. Anyway Ketty write "kune vaya vaiti vanoda kundimamisa ndakudzoka mukauya pa Dublin Airport mangwana na4 munondiona murove mupedze shungu but Garai mauya muchiziva handina defeat mazino anogona kungosara ipapo.