Wadyajena Cottco bosses off the hook.one of Zimbabwes criminal politicians justice mayor wadyajena has lost the Zanupf primary elections for the second time. Wadyajena who looted 5,8 million usd from cotton and using the money to travel nemahire haachisina Chicago kuzanupf social media works let's vote wisely
Nadia Nakai Akas Widow oonekwa na Roki patati patataaa hit maker izvi vanhu vangoti vape Nadia yambiro. Roki akasvipwa na Panganai iyezvino Ave kutaimira mari yenhaka ya Aka Nadia alasangwara anomitiswa na Roki oyitwa wife number eleventeen
Sharon matavire odzura Shamwari yake Cynthia Bizure Jan Jam oti "Cynthia unblock me ndirikuda uone zvandichanyora wandirwadzisa ndine bundle mumoyo mangu. Inga ndaikusimudzira wani I want my pharmacy back sure ungatengesa ugodya wega mari yachoi spent over 100k usd inga ndakupai mwe shop wani.Business rako ndaikusimudzira ndichikupai mari dzangu wakandisekesa nenyika taura chokwadi hausati wakambondikweretesa mari udza vanhu chokwadi Cynthia urimbavha uri pharmacist here iwe ..Read more below
Vanhu voti Shema zii zvake muchiti arwadziwa kuti mbuya tea hobvu atenga mota izvo iye yake akatobhadhara akapedza ,Haisi mari ye gofund me but akatenga mota yake ega. Ipapo wawachisa madina anofunga ndovabe bag re oxygen yemunhu wese.
Tina sisi vekuZimbabwe varikupenga varikupoland Wroclaw Poland varikumhabta madtreet ese vakashama.If you have friends their please contact near police station and check up on her kuti azoitwa sei. Chokwadi uyu akaroyiwa nehana dzakarwadziwa kuti munhu aenda diaspora kuchando zvinorwadza nekunzwisa tsisi
Vanhu voti Shema TV wakudarikidza boundary rezvawakafambira here,you have failed in marriage now wakuda kuudzira vanhu zvekuita mudzimba dzavo kuberekesa baba Ruva mwana gogo is not happy . Isu toto shenanigans bhora mberi.
Homwe yemadzitateguru Tatelicious Karikagambe obuda achidya nhengo dzemuviri blambi dzevarume 3 panguva imwe chete izvi hazvina kufadza cangu vakawanda pa social media. Seriously vamhu vanonoona izvozvo munenge muchinakidzwa nei nhai Vana vevhu.
Kana wonzwa kamai kemaketeni koti we are friends kubva day one unotozvishaya kuti mafriends anotaura huhure hwemumwe here? Hanzi ndimi nyoka yaparadzanisa vanhu imii. Hanzi msi msketeni muri hure munongofamba muchikurura bhurugwa pese pese.
Nox Guni chikomana Chedgrave uye che Zaka rinopisa chazviita zvakare. Muchamuona here Tallyn achiita gaka mazuvano hanzi Nox nekadora kale akasiya apedza hosha yese ya Talyn. Big up bro Nox zviya zvekuswera achiposta lashamwari kake achiti my bae akazvirega akazvimbirwa nekadora kanox Well done.
Kettina byeoera kumufarira urate bate magaro ayo woxoita live uchitiudxawo kuti garo rechembere iyi sei rakawunyana wunyana soo bata garo ketty please . Mazimbabwean kutamba zvakanaka kunotonetsa.