General

April 19, 2023

Shema TV Baba Ruva Vatotanga Kutengesa Zvinhu Vakutengesa Neimbwa Kuti Yanga Yodhla Mazai Chokwadi Endesai Vanhu KuZimcare Not Zvekuma Court Iyawozve Sisi Shero

Shema TV Baba Ruva vatotanga kutengesa zvinhu.Vakatemgesa imbwa nekuti yanga yodhlawo mazai saka ndiani acharinda pambaaah ndoona srkutu Baba Ruvavakutengesa zvese nemazai ini vari mu court na susi Shero . Shema endeavour vanhu kuchipatara not ku court.

April 19, 2023

Maitt You Wanted To Compete Na Olinda Chapel Millionare Mari Dai Wakaita Zvine Musoro Zvino Kuita Makeke Anobhururuka Neanochekwa Neuta Nemiseve Urikuita Rough The sadness Ina Tete Midhu Uchazviona Magumo Acho Dzidza Kuzvininipisa

Munyori oti Maitt Diaries wakaita ma birthday part ezvigure keke pano bekwa Mutoko raibatidxwa negotiate richichekwa nebakatwa .wakatora mari dzevanhu ukaxviroora Uchida kuzv compare nana Olinda Chapel . Pressure ye Facebook 1million followers uchiti haunyerere vanhu dai wakatotamga business dai ndirini iwewe ndaichengetedza hukama nevanhu vaksita sana OLINDA AND MAI MAZOWE TETE MILDRED vanhu vaogona kukusimudza why are you burning 🔥 bridges before you cross yiu still aw a lot of people and ukuvaudza rough.this disaster wil not end nicely be warned dai uriumwe wazvininipisa

April 19, 2023

Tete Mildred Vobvunza Ketty NaMaitt 1 Year 4Months Mune Mari 30 000usd Munoda Munhu Anyarare Kusvika Kupi Dzorai Yemufi Ndizorore Ketty Hauna Here Evidence Yekuti Ndakauya Kwauri Ukati Mari Inodambura Hukama

Tete Mildred vashungurudzwa nembavha idzi Asi zvamunoita vakadzi imimi maitt and Ketty kudenga kuna Mwari why abusing munhu pamari yake justice for tete Mildred. Tete Mildred voti "1 year 4 months munoda munhu anyarare kusvika kupi mune mari yake dzorai mari yemufi ndizorore . Ketina hauna heree evidence yekuti ndakauya kauri several times iwe ukati mari inodambura hukama cozy I have evidence".

April 18, 2023

Selmor Mutukudzi Onzi Nevanhu Dai Wagezawo Urakidzike Haunyatsonzwira Mvura Isu Toti Kundiona Kusviba Moti Kuora In Baba Mtukudzi Voise She Is Naturaly Beautiful Haableach

Vanhu voti haneno Selmor Mtukudzi chii mvura hainyatsonzwira .Mondiona kusviba motion kuora vanhu vorwisana kuti Selmor ia a natural black beauty a real queen. She doesn't bleach that's why you are saying that majaira Ana bleach more .kungova mutema chete wotozi haugeze she is a black diamond dark and lovely.

April 18, 2023

Maitt Vonzi Zvaunoita Tete Mildred Is A Peaceful Person Respect Vanhu You Are Bringing A Curse Kuvana Vako Watadzira Vanhu Vakawanda Vavuda Misodzi Nezita Rako Saka Gidza Newboyfriend Akakuramba KuUk

Zvonxi Maitt  ngaanyatsokwana kutikwanira Tete Mildred stood by you through thick and thin .kuti sister ya Midhu ikupe mari ndivo vavakumbira sister yavo kuti akubatsire. Ndiwe waikweretera Tinashe mari yeroora.Tinashe confirm kwasamaz kuti haana kuba mari iwe ndiwe mvavha une 8000 usd  yawakaendesa kuvaberrki vako.

April 17, 2023

Gold Mafia Eubert Angel Cleared Of All Charges Yet Job Sikhala Is Rotting In Chikurubhi Mazimbabwean Takangosvinura Sematemba Zvakaoma

Senyika tosvika riini ko tiri zvituta kudai nhai imi vana vevhu. Aljeezera tried kutionesa zvese zvine evidence but law is not justice the system in Zimbabwe is so corrupt and we can't do anything as a country. AMBASSADOR ANGEL GOLD MAFIA  has been cleared of all charges after investigators failed to see any proof of gold  Smuggling and money laundering 

April 17, 2023

Vanhu Voti Maitt Diaries Vasimudza Mhepo Kuti Arsenal Isahwine Bhora Mushure Mekunge Vapfeka Jersey And Saying Go Arsenal

Vanhu vatsamwira murandakadzi mushure mekunge abuda akapfeka Jersey re Arsenal and she writes "go Arsenal all the best Jesus na Saka I will be cheering you muground " Mafans oti "I knew Arsenal will droppings today everything this lady Endors will perish she mentioned Saka and he missed a penalty kupihwa mamhepo neminyama yake kauai aka kasimudza mhepo ". Mazimba hatisi tinowanza drama  🤣🤣🤣🤣~Admin

April 17, 2023

Butterfly Ane Nhumbu Ya DJ Shugeta Taisaziva Vanogumanisana Zviweti Taifunga Ita Agape Love Sisi na Bhudhi Zvakaoma Butterfly NeSister Yemukadzi WaShugeta Fight

Nyaya yanetsa inoshamisa zvimuru Dj Shugeta chematama voitisa Butterfly nhumbu.We always thought it was agape love sister and brother ivo vachitogumanisa zviweti zvakaoma hazvo. Munyori oti "yesterday on our way to Harare from Norton we saw a car parked 4 people standing outside they start fighting it was Butterfly,Shugeta and 2 ladies .Butterfly was fighting with a lady who claim to be shugetas wife sister.her and wife followed Shugeta kukadoma cozy he is allegedly sleeping with Butterfly who is pregnant for him Shugeta. 

April 16, 2023

Dr Fungai Mutisi Nadam Boss Sister's Husband Obuda Aine Mumwe Mukadzi Oti I'm No Longer With Fungai I'd Prefer A Woman That Is Honest And Doesn't Cheat

Vanhu vobvunza murume murungu wa Fungai mutisi kuti father chamgamire Is peaceful murikuita sei mushure mekunge abuda neumwe mukadzi vachikisana. He said "that'd not me anymore I would prefer a woman that is honest and doesn't cheat "Dr fungai vaitochita murungu mujolo ma1

April 16, 2023

Vanhu Voti Madam Boss Sister Fungai Mtisi Doctor Wemujolo At 44 Kuhurira Murungu Akakubvisa Munhamo KuUk Uko Kowasiyanei NaMaitt Vaunoseka Iwe Marelationship Ako Haaapedze 3 Months Chihure Hachisekanwe

Munyori Oti Dr fungai Mutisi une hutsinye you used murungu kuita mapaper waona zvinhu zvako zvaabho wakuramba munhu ku uk and swept his bank account. Chihure hachisekanwe fungai kukuti doctor Haa kana ndaramva kuda doctor wemujolo kozvawsiseka felistas maitt iwe ako marelaionship haasvike 3months .

40 41 42 43 44