Freeman Hkd Boss bitter x girlfriend ndiyo inouya ichitaura nyaya dzekuti anonhuwa weti kurambwa kunodzimba moyo chokwadi.
Mudiwa Hood thank you for the support you gave Messi Paradzai. The show was a success. This show was held last night in chitungwiza sponsored by Mudiwa.
Haa Joey avawo ava too much lava laba kana uchinyatsoshanda chaizvo sexvaunotaura unoshaya kuti anoshanda nguvai iwe uchiswera paphone taking pictures and posting.
Edmire Mama Vee Mhosva munotambudzirei amai nhai .Mai votongotedzera zvinoda ngochani yavo nekuti ndiyo inotenga sugar asi face Yavo haisi kufara.
Now pa Facebook all maitt x friends and family are befriending each other and Kamuchacha is left alone.
Freeman obvunzwa ne fan kuti munoimba which collabo you and Killert iye akati toita Portuguese iri mixed ne chikore kore 🤣🤣🤣🤣⚠️
Chipo Trouble Causer in hospital seriously Ill get well soon oti I've tried everything but zvaramba.
Tari na Martin murikupa vanhu zvimadhende hama dzenyu dzapera here dzinotambura kuda fame kwacho manyama.
Tatelicious Homwe yemadzitateguru oti handina kupiwa hembe na Olinda handipfekedzane namai Nandi nekuda maporofita kwawo ndingatopfekedzane na Fantan Hwanda Fluffy Belly.
Fungai Mutisi instead of wishing Ngoni Happy birthday she had to talk about her graduation on Ngonis pictures desperately seeking attention popularity through Tyra.She feels she is more educated and should be more popular