Mai tt said" Hanzi masarwa nekupisa 40inch 😂😂2021 tatatove ne40 inch iyi kudhara. Remember tatakungonzi yese wig yatapfeka ita wig by zvingaka kuti uwane ma customer 😂anoita 40 inch yaanowanepi ? Hatichina chenyu kuno mbuya zvenyu zvikorobho zvenyutakapisa zvekucontrolwa uchiudzirwa bodo". We all know kuti 40inch ya ketile iriko mumba mako🤞🏿iyo ayisirio yawange wakapfeka muchiita video na zvingangaUchaifira if you dont pisa it. Hauizive family iyi
Maitt voudza Ketina and Doreen Munotuka vanhu aids dzavo but maivenyu vanotiudza kutinemio murivarwere you think ndiwe wega unemaaudios. Someone come kuinbox ndikupey maudios maivachitaura kuti mwana anemasare. Hamude kunyarwa imi. Blood kudiiko muchiswerorevana mhuriyese. Someone come kuinbox ndikupey rubbish dzengozi idzi. Munotozviona semunotyisa nhai.
VaMutarisi na Moreboys Munetsi kana muchiri kuda kuona vazukuru venyu wonai zvekuita musiyane nechinyika chino chekumama..Vanoda kudya vega anambwa ava...Subbotage yacho maone chaiwo😢Musazoti hatina kukuudzai..We love you❤️❤️
Ketty nafeli vaidanana zvechingochani.secret iripo but now its nolonger a secret.tete midhi found out kuti ndozviripo..ketty ndiye aiva murume...ptuuu dhodho ndosaka ketty aiti feli dont provoke tete midhi our dirty will come out...rambai tione imi ngito mbiri.
Maitt vorutsa zvawo kutaura kuti mawig A Ketty marubbish so many people complained to me she puts v11 zvakaoma hazvo
Team madam boss musakanganwa team iri raikaita tag team yekuda kudonhedza Madam boss. That was the main reason for their friendship. Zvese zvirikuiitika izvi hazvitishamise. Since Mwari vari kuside raTyra ,He brought confusion in the camp of the Enemy now they're fighting among themselves.... It was a friendship bonded by hatred ,and the same hatred is destroying it... Team Madam boss musatora side ,lets just enjoy Zvana zvasatani zvichipisana with their own medicine.
Hi Pamela plz post for me.. Greetings MafiraKureva. I miss you too. I am recovering very well from Mental Health. I was diagnosed Schizophrenia in December 2021 so have been off Facebook. FactGreetings ma Diaries. I miss you too. I am recovering very well from Mental Health. I was diagnosed Schizophrenia in December 2021 so have been off Facebook. Fact Handina kuroiwa. Tisapembedze Satun haana Simba pamusoro paJesu. Ndichinaye musikana wangu Talent Kanyume tava ne 1yr6months planning a wedding soon n will invite you all. I had 3 Serious court cases vs Police n l hv won 2 only left with one hopefully l am going to win it. I am good n currently using a ghost account just to browse Facebook. I am back in church full time. no more drinking n smoking for the last one yr. Mwari anenguva nemu
Olinda Chapel zvekutamba hazvisi zvake dai amboenda kuma dancing 💃🏾 lesson zvinenharo its called forcing things lol.
Tallyn Ndudzo Nox Guni x wife manicures ake otyisa Internet yese asina ku edit or makeup tovhunduja kuti munhu 1 here uyuu.
Kapera kamukadzi aka, do you remember achiti Deliwe anomuuraya after wedding pics drama. Feli apera kusvika pakutamba nemhondi yakauraya murume and mbavha …..anyway mhepo dzinotamba dzese. Ko tingatiii ma cazenssss