Sometimes I try to mind my own business as Doreen Msomera chief bridemaid but ahhhh mastreets aya soo. DJ Ollah that’s not it. Noooo that not it ahhhhh But why?? Kuita kunge munhu arikuda forced invite yekuenda kuCoronation yaKing Charles sooo Iwe naMai Maranjisi kutadza kepfeka kudai nooooooo nooooo Fashion police huyai musinge please
Vamwe vachibira vanhu vachivaka misha and securing the future of their children, Iwe waiba kutenga macake 😂 record breaking yecake.....urikutanda botso Feristas.
As of Me I would prefer Sis Melly High tea kunofarwa kujamba ngoma munyori oti 'Thanks olinda medusa aita improvement 😂😂😂😂but noise shes too loud low tea It’s giving evil vibes 😂😂😂😂😂😂😂it’s too black for me.
Mbuya Murata mai Va felly Vabereki svinirai vana mukaka kumheche kwavo uko vasanyanya kuda Blambi kudero aah zvinosemesa mhani kuzivikanwa nyika yose unodzodzisa vana kutii manje kanongomisa kuFace kune tsinga hakuna anombokuroora unofa uchingoroora varume anoora ngozi yakadai ndiyani Saka kachiita godo naTyra bcz ane murume wake umwe ,kanongomisa face seye bere
Tallyn Ndudzo said "I KNOW KUTI PEOPLE ARE DIFFERENT BUT IN YOU I FOUND A SISTER SINCE 2015 UP TO TODAY. IF YOU LOVE SOMEONE UNODA NEMOYO WESE ASI UKATANGA KUDUDUNUKA HAUREGE AND YOU KNOW THAT PART I DONT SUPPORT BUT YOU ARE A REAL SISTER , HONEST AND A GOOD MOTHER FOR THAT I LOVE YOU. PAZVINYADZI NEKUTUKA ITWA I LOVE YOU NEMA FANS AKO 😂😂 Ketty Masomera I will always love you and respect you big sis benzi rekumba kwedu it was nice seing you after 5 years
Ndakambozama kuita mudzidzi wajesu ndakazoti haa tea ine sugar her iyi? Ndakapoya muhadyana! Kunzi usataure nenyika yeseIn Europe you can't work if you steal from an elderly vulnerable person like kubira tete Mildred. Vamasomera vapedza zvavo Don't talk to coockie Don't talk to aunty jenny Don't talk to evidence Don't talk to loveness Don't talk gurundoro Don't talk to olinda Don't talk to tallyn Don't talk to patricia jek Don't hire chishongo car Don't talk to tete Mildred Chose between me and dorine 🤣🤣🤣🤣 change chasara kunzi chose between me and kylie 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Mapiritsi akugara mubrain wakakumurisa munhu designer red shoes a carpark kugomo uko u
Silent Killer gezawo veduwee 😂kungopfeka hembe asina kugeza😂nofunga kuvhura mukanwa nhunzi dzozara.
imba yauri haisi yako, hembe dzawakapfeka hadzisidzako, wig yawakapfeka hauna kutenga, furniture irimumba mauri is owed kunaBruno. Boyfriend yaunoti yako murume wemunhu. Hauna imba asi unoseka Ketina kuti ane stand ine durawall. Ketina is way better than you, she has a job, house, income and a stand like you said. Iwe uneyi, lets start ipapo, isa post of what you have
Kettina Masomera Iwe wanga wapedza kuchengeta hama dzako here kuzotumira mari kuchikomba chefriend yepaFesibhuku??? Kana newewo Ketina urizungairwa hauna kukwana.
Haada chifriendship chiya chaive chekumagaba kusvika pakuudzwa kuti ndaikubluticker gore rese kusvika wazonditenga ne1500😂😂😂Kuswerotsvagana nemascapegoat asipo...Dorine pamberi newe iwe hauna kana chawakatombotadza ..Yaive yekunyangirana friendship iya made in china..Thank you nekumira nethe real victims vekubirwa mari.