Douglas Mwonzora , Calaz naMai tt ...team iri rine something in common, havazive hondo dzekurwa nekusarwa..... Calaz aizvigonera 2013-14 , but akafurirwa kunzi wakupisa ,and started kurwisa Sauro... ndopaakazo kwapaidzwa zvakanyadzisa ...Izvozvi ari busy kurwadziwa naWinky ....matop fans ake ndoakutomunyadzisa. In life you must have wisdom to have ability to choose hondo dzekurwa otherwise dzimwe hondo dzino kupedza ....Why i said those three have something in common? .....Mwonzora back in the days aitombodiwa kudarika Chamisa ,akatombo winner maprimary election defeating Chamisa , but he lacked wisdom he Chose to fight wrong battles ,today he's in the Zim political dustbin .... Mai tt vairira , but she decided to fight with everyone on social media ,and she automatically star
Munyori oti Dai vanhu vakadyirwa mari vabatana votsvaga munhu anonopisa imba yababa na Mai murata zvovharana .iiiii ndarwadziwa ne rough inotaura kanhu akobut mura achaitwa rough isingaite, kana kutotumirwa mhondi chaidzo or ku kidneperwa vana. she must tread careful. shuwa tinozoitaura yave nhoroondo kuti zvakambotaurwa. ayimbotumira ana mai Deco boys kuti dzinovaita rough chinotadzisa vamwe kuzviita chi. Cat family tsiurai mai venyu, makatadza kubvisa ma1 dollar munozoiwanepi yekumurapisa ayitwa kafira mberi. vanhu vakatsamwa imi. God protect kiti even though shes selfish.
Maproblems and mishaps happening to dearest Chikiti its because of this woman, Guys, wakambodenhwa nemunhu akanyarara munhu wese oti ndiwe problem. Everyday this snake yaiyisa subliminal posts ekudenha. She must help Kiti pay back the money cos ndiye aimuitisa pressure. Deep down she knows it. Tarisai is the real Nandipha, soft but deadly. Ipa Kiti 2000us yawakapleja on her wedding. ndiwe wakabata imwe mari yevanhu vezvikwereti, we want that money. we17 000 go and collect 2k from Tarisai 15 000 left. plus mapresent awakapiwa kuUK vanhu vaitoda kusvotesa Kiti meaning half of those presents belong to cat family... thief
Vamwe varikuti mukomana akopera Winky Happy again🤣🤣🤣Winky akakopa Jerusarema vanhu havana kuita basa nazvo muridzi adzokorora another version of Jerusalema noise kunge imbwa yatsikwa muswe apa hanzi music ya Winky inoda vane o level but seems like kana ku ecd hamuna kana kutsikako. Zvineruzha
So Winky d atopera zvekuti ano trender bhutsu than his music? Jah Prayzah will trend on musically basis and music platforms like iTunes, YouTube, spotify etc While e other one trend on Facebook n twitter for dressing ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
Tamy Moyo wamukusiya mumaoko Aaa Father Harare ari safe here??😂😂😂😂😂
Ndodo Chief bride maid oti Who ever akaendera Mai TT kun'anga keep it up hanzi hazvina kumira mushe Kari kuzvimba dumbu hanzi haisi nhumbu keep going ngakafe kambuya muderere musoro unenge chingwa chekunyobvora ini ndatokuvenga who ever ano supporter this lady Uri hure ,ifa satan dhiyabhurosi manyoka,fake life bvisa vana veZimbabwe muhari iwe dhongi
Team ma manyama thank you so much Felistas anga aonesa ndondo vanhu wese angokosora atoitirwa live hee hauna Mari sit down ,ndokuchengeta ne dzinza rese but team manyama makazvivharisa , vese vari muhari nyararai zivai zvekuitwa ma spiritual wives na Felistas murata , makaputirwa nemishonga yekwa sekuru Tashu na Achihoro Vese vari kuti ketile Ari kutanda botso Chero Felistas murata Ari kutandawo botso vese vanotuka vabereki , whether zviri private or pa internet kwese kutuka mubereki vese vane ngozi ya na Mai , Saka musade kuita Felistas mutsvene , Aluta continua team manyama
H Munhu wese akakuzirira kettina achituka chembere idzi akaisa laughing emoji .. Tanga kuverenga 5 days uchaita munyama zvegore rese until wakumbira Sorry kuna Mai murata na Mwari .kutuka sekuru vakaparei izera rekutuka here iroro hunhu maikasepiko imi vana vezimbabwe kutuka murume mukuru kut mbodza rakafonyoka .muchaona henyu zvirikuitika mulife menyu. Pedzeranai nafelie musiye chembere dzedu isu chembere dzedu todzida itori blessing kuva nadzo .Masocialites aipesvedzera kettina tangai kuverenga 5 days muchafamba muchinhuwa hunhu makaisepi ana Changamire Is Peaceful mukadzi mukuru kukuza zvisina basa samaz 5 days ukunhuwa .
Jowiiii Hanzi naTete Midhe taura vanhu vakabhadharwa mari yawakaraiser uchinyepa kuti women empowerment. Kumira nevakadzi VemaRound. Jowi uritsotsi iweeee.