Aizve ko ana mai vanhu vaiti akaraswa wani haaa mazimba takaoma pakufambisa info yenhema🤭
Asi akangoimbira vanoita zvesvikiro here nana manjuzu cos ma new songs ake anotoda une bute netsvimbo paside apana kana 1 inotambika .
Yes sisi Joey Tanae Countries . One chimunhu chine cash talk. One chimunhu chiri honest and straightforward. One chimunhu chisingatye Mura. Munhu wese wema rounds ku SMC global 🤜Yes,she was suppose to say this from day one pakabuda nyaya idzi ,Ndopaakairasa ku mhanya kunoitira mbavha go fund yekuti asasungwe...Paye waingoda kusvotesa Tyra basi basi but waitoziva kuti u r doing wrong ...Bvisa ka hunhu kako kekuita Hotspoting iwewe otherwise uri munhu bho..une kahubitterness kauinako wn it comes to the name MB . .
Shadhaya musoro unenge vhiri re bhara ungati heee siyai mvana ingawani JP akufara wani ne mvana yake .Pamberi nezvima mvana zvisiri zve nhema nhema .Haaaaa kna uchida kuvengwa kudarika ZANU chingodanana nemunhu wako zvemachokwadi....hmmmm zimba rinokuvenga pasi nekudenga
Zvikiti , Nandi haasi mwana here?koMicky, ko vana vaKetty so vaFeli ndovari special ,kuti vana vaPrince Charisi here? tongai zviri fair, akatukawo vevamwe iye Feli*Mai tt unsulting other people's parents.... *Zvikiti🗣 ...Yes go Mura ... *Mai tt insulting other people's children ... *Zvikiti ....🗣 yes yes go deaper Mura . *ketty insulting Feli 's parents ... *Zvikiti 🗣 musapinza vabereki ... *Ketty insulting Feli's children ... *Zvikiti ...🗣 ndokunonzi kurasika manje musatuke vana... ndatozoona Feri aribho mafans ake ndoma bully and masasikamu.
I can't wait kunzwa tete tilder vachibvunza kanhu aka kuti imhosva yei yakakuunza kujere🤣🤣🤣🤸♀️🤸♀️🤸♀️
Hanzvadzi yaseh calaz yakazobudawo mu1room ezvino yakurarawo pafantasy asi ndoona kunge musiri make umo kuti hana kushanya iyeyu or aku advertiser🫣
Olinda Reply Hanzi kna michimuda tytan wacho huyai mumutore kna muchion ariku abuswa hanzi haasi mutsvene tytas 😂😂 tabvako kulive wat I can say is hazvina kumira mushe kwankomo
Other Djs in other countries are graduating wedu Dj Fantan busy kuita zve Zanupf
Ketty kana uchituka Felly usapinze vanhu like Bruno nana baba Harare urikuda kudonhedza Bruno here ?chiiko chidofo here or ingozi vanhu vachapedzisira vavekukutua tarisa zvakaita JP pana Felly ndozvauchaitwawo zvigokusvota Iwo mapranga abruno sandi name here pane plastic headboard yako NEMA drawares ako aye aye aye anogara akati nyangarara asingatovhurike and ndiwe unouya Kuti nyaya dzishaye value iwe wakaita noise madays a Olinda aye uchituma Vana tarini kufona vachinyeba vana middy Vose vaifona vanhu vakabirwa chaizvo vakatosvika pakunyura nekuti munhu akatosimudza musoro ndizvo zvawavekuita again now iwe yako wakapiwa wakuita noise nyaya ichatoshaya Basa unenge watoitira vakawanda hutsinye tuka nezvimwe woregedza kuporongera vamwe nemiwo vezvikwereti makapusa murikuvhiringidzirwa nyaya