Evidence ndiye wavanoita weakest link zve...she's not the only one who posts about them but they won't attack vamwe 😂😂😂Evidence Chihera is in trouble. Go Mai Maketeni.
Uyu akapihwa shavi rechihure paakatambira magitare kubva kuna Mnangagwa.
Hanzi naAnna honai mazamu angu achiri mavirgin boobs, Shugeta akamakanya akangosara ari intact wani 😜😜 Mhandara yenyika keep it up Honde baby
Iyi ndiyo handwriting yamai vacho vongovanda kuti ndi mikky ih unopererwa kumwe kuitasoka 😂 😂 😂
Pakafamba hapo satan zvaibuda so suwiti dai vadzokerana🧡🧡Felli rudo anarwo plus shungu dzekugara mumba kudzikama chaiko anadzo. Problem yandiri kuona pane anomusimudzira mhepo or pane zvakabatwa batwa mudzinza mhepo yosaidzirwa iye . Hazvisi zvega veduweee.
Mukoma Para vakasangana ne zodzo kubva kumunhu wa Mwari thank you prophet OrasiI.
Olinda akadya mari yego fund.Zimbavha..Vanhu vakabisa mari yegofund yaShema sungisai munhu.
Zvimwe zvinoda mubedroom chete.Selma mwana weLegend yenyika.Usamubise chiremerera.Mamwe maphoto chengetai mumaphone enyu please.
Shadaya warns Dj Shugeta kuti usatambe nemasvada Ababa vako why posting and coping picture rangu ndiri pa Bridge ndakabata cake 🎂 lol
Jahprayzer new song CHero Oimba zvake Winky D Bigman dissing achiti hapana anokutsanamgurira kuti ini ndorira unozviziva