General

May 17, 2023

Ndozvinopa Maitt Kuba Mari Dzevanhu Kuhire Mota 700usd Every Week Mukadzi Haafungi Uyu Kokungotenga Yako

Ndo zvazomupa kuba mazimari evanhu ugati ku renta motor$700 per week plus imba ano renter what kind of selbrent are you asina chake basa rekuraramira kuita seunazvo iwe usina kufuga kwako kushoma zvinho zvakupinza mumandaka life yaurikurarama yakaoma ndoinodzi kwakumukwaguMai tt ma700usd awuri kuhire mota for only one week waidiiko kuunganidza yese wotenga yako ende wandigumbura zvekuti,kubva nhasi ndinzwe uchiti mai maketeni ishamwari yako hanzi havakudi vanotokunyeya pawakasungisa chihera ndivo vakatonomuburitsa ipapo wakagona hako memo hauna hutsinye👏

May 17, 2023

Madamboss Voseka Maitt NaJohn Phiri Rombe Roswera Richipemha Data Tyra Must Just Respect Herself Kahunyoka Kacho

Madam boss voseka Maitt na John Phiri unoseka Mai Ts Diaries iwewe zvauri rombe roswera richipemha airtime nemadata kuvanhu.tsvaga basa munhu wechirume asingade kushanda basa kukumbira airtym kuvanhu chipoko chirombe siyana naMura

May 17, 2023

Patricia Jackie Oti Madamboss Sekai kusvika Jesu Adzoka Sekai Maitt Stereki Nekuti Akakudzingai Kumuchato Toko Waro Uyuwo Uyu Kuhakira

Seka taira kuzvika jesu adzoka wakaitirwa live uchinzi ndakakudzinga sembwaaa ,nhasi zvazodii ventura muzvikwembi ungatemba nemari iri muhomwe yemunhu feridhongo Bata hana yako katatu uti ndiri rombe ,ndiri mbavha,handina Mari sit down tyra is your boss.

May 17, 2023

Swagger Ngochani Opfeka Bhutsu Dzisingakwani Achipemha Mari Paairport Hazvizode Celebrity Rombe

.Ko wakasvika size yako yapera here nhai Son Daughter wenyika😂😂Bva waita zvekufoseredza shoe size ya Mabrijo 8 iwewe uchipfeka 10🙄🙄but anyway thanks Sis Meki nekumbotichengetera zamo renyika redu. . .  

May 17, 2023

Maitt One Munhu Anochena Zimbabwe Yese But Bdiye Munhu Ane Stress Manje Deep Down Haana Peace

Ikuchenera svoto vamwe vachingohukura aka ndokadira kut hakaney nezvakawanda ende kanokutemesay musoro 🥰🥰🥰Cat family ahoyyy imwe mbuyq ne pent haigone kuwacha kungwarira ma live richinhuwa dhodhu puuuuuuuu sihlama senjaaaKuchena anochena hake hatirambe ... But uyu munhu ndiye ane stress manje she's trying to strong hake here on social media but behind ....Ari ega kumba kwake uko ndiye munhu akugara achichema manje ... Tinashe akamugarisa 180 mudish re4 corner chairo... I hope she will overcome this ....but ngaabhadhare zvikwereti ...vanhu vari kunyunyuta

May 17, 2023

Chilive Chakaitwa Na Ketty Na Tinashe Chobelivha Nemasasikamu Maitt Said Zvakarongwa NaLoveness Samaz

Chi Live chakaitwa naKetty chongo blver nemaskamu.Nyaya yaTinashe naKettile ndomatuzv andisati ndamboona muworld yese.kuronga drama renyu nevane rumamo ka50 pazuva.Chinyaya chawakaronga nana samaz hahada wese aku blver matuzv akettina bata hana yako uti ndir dhamh dhamu.

May 15, 2023

Makorokoto Andy Muridzo Waroora Mukadzi Wechi 30 Pagore Uchafira Pakati Sengoma

    credit H-MetroMakorokoto Andy Muridzo na Rumbidzi   credit H-Metro baba Keketso varoora

May 15, 2023

Madamboss Voshura Mukadzi Ati Miki Idofo Kutodza Mai Vake Mwana Anoenda Ku A School Asingagone Kunyora Chirungu

Kusiri kumboti Chirungu but Micky zvake is not intelligent. Akawandira kunamai vake and the parents need to identify her talent and help her nurture it achiri mudiki so otherwise she is not sharp mwana uya, ACADEMICALLY hapana hapana. Akatosiyana nezvinana Tt zviya zvina mai benzi zvazvo but chikoro zvinorova. I think Mickey waTyra anopinda mulevel raMickey wekuMadhumbe uya , kahuslow, kahudofo, lack of confidence kahupassive. Vanoda a different approach otherwise they will be just fine😃Hakusi kuvenga uye hatisi kurwa, kungotaurawo mafacts.

May 15, 2023

Comic Pastor Vonzi Voitira Lorain Mubobobo Zvinoshamisa Zvinotyisa

Kufunga kwako Comic Pastor vainge vakaisirei muoko muhomwe 🤭🤔 Hatisi kurwa hedu 🤗🤗🤗

27 28 29 30 31