Chikitsi ungati ndihousegirl waOlinda.Hameno zvaingori so picture iyi.๐๐Chitsvinyo manyama๐๐๐apo kwaibvigwa Katsi. But OC kutsvinya anombozama zvake๐คฆa thunderous clapback after Katsi yadenha ichiti OC hauna dhenhi svinu , when I came to the UK wakaramba kuti ndiuye kudhenhi kwako ukati let's meet kurestaurant , waitonyara nepadhenhi pako, The Cat did a live and a half about kurambirwa kuzoonera OC kudhenhi kwake, a few hours later, OC kwakupindura neicho๐๐๐๐ just those two lines๐
Garai matenga macabbage nehuni.Hausisina mazuva kettina even muporofita muhombe Oros akaona rufu rwako last year.Kettina imbonoshandirwa why vanhu vese asisade kutamba newe .cookie team ireland apana anokuda.amai vako havana hembe asi.waitenga hufrend kuna felie uchmutengera majackets asi mai vako chaivo vane jacket 1 randongoona vakapfeka mu salon.Urikufunga kut ukataura chiranga mapenzi uchatrender here pano togona kuku blue ticker ukaswera wapengerereka kupage kwako ikoko.
Mbuya iyi inoda zveku trender asi zvikuramba vanongohakira ndosaka vakashaiswa chimiro na Mura pavakatukwa kunzi matako pano nekwa Mutoko.hakira too much kuda kudiwa nemunhu wese .tyra akamugona akamusvipa.
Kokufanana namadam boss Chipo the trouble causer nafan vakafitana iye mkadzi wababa ava aripiko.
Kana ndimiwo maida kuti Mhofu vaiteseiwo pakadai ๐ฅ๐ฅ. Chipo is slowly replacing Madam Boss parunako chero mukazviramba henyu.
Iwe Mecky uri fake friend kutorana selfie naMai Mazowe uchiziva hako kuti vane dzihwa rakadongorera mumhino ๐๐๐๐, uchingoti wig ine closure yakawunduka. Mai Mazoe makatadza kunzwa kuti mune visitor yapoya kubva mumhino menyu here? Muchinyanya mukadzi mukuru asingaise daquo pasi.
Rufaro ukaita zvekutamba murume anoenda na Feli nandi.Sisi ivava vanovhura hombe hausikuvaziva..p pamwe murume wako akatopihwa 1 round after video ravo riye.
N'anga ya Felie iri strong kettina akushanda felie evrday apa vezvikwereti vaye vango zii apana achasimudza musoro.Kettina ukutoti ukugona but hausi dai uri umwe malive ese aurikuita uchigadzira nyaya dzako dai waita uchinetsera mari dzavanhu.Ende N'anga iyoyo ine simba yakupengesa iwewe.vakakweretwa ziii havachina kwekuenda.zvawakaita live kwatate azvina kana kutombo trender ende hazvina kushanda.chokwadi hauna content pasina zita ra felie malive ako anoita 26 pple vasina kukwana sewe.
Bleach handinei nayo , its not permanent, but who ever did your eyebrows anehutsinye haana kukupa ma options here shuwa.
One muroora wamai Shugeta, zvimwe zvese izvo hazvina basa๐๐๐Shugeta naAnna varikuchata this year. Musazoti handina kukuudzai.