General

May 25, 2023

Nyaya Yekuti Evidence Adzingwe Muzimbabwe Its Not Only Maitt Vakakonzeresa Madamboss Also Contribute Kuenda KwaMinister

oNyaya yekuti evidence hachakwanisi kugara muzimbabwe haasi mai tt ega coz vakaenda kwaminister vana tyra vakano reporter vachitsigirana mai tt akatonyepa kuti evidence akati tyra akarara najp but ariye chikiti akazvitaura akati futi nezuro ndakaita accident i don't know who's behind this hanty hauna license haugoni zvee kudriver honai chikiti kuchema nhema apa.

May 25, 2023

Felistas Kumuvenga Zvenyu But People Use Her For Fame And Clout Cosin Rose Kuda Kumhanya Kuziikanwa Usina Content Zvinoshandirwa Izvi

Felistas kumuvenga henyu but people use her for followers, "CousinRose" kuda kutokasika kuziikanwa? usina content ma followers anoshandirwa wangu for example Bigsam, Mbuya Rera ( Sam Dekeza) na Chie Masiziva (Chipo Dekeza) I brother and sister chaiyo not zvekujoinidza or untraceable Sam ndiye anotohla mari ya Chie akatonzi anoroogwa nhasi but umwe nemumwe aku pusher page rake achiita twunhu twake,

May 25, 2023

The Snake Always Shade Its Skin To Become A Bigger Snake Maitt Becareful Of Mai Maketeni Inyoka Inongoda Kutsika Musoro

The snake always shade it's skin to become a bigger snake becareful Mura namai maketeni vako avo zvavakamboti hauti now wakuita papi muchenjere kuda shamwari kwenyu.

May 25, 2023

Vamwe Varikuti Ndiye Oita Senge Chikomana Anna Honde Pane Vamwe Vakadzi Unotozoona Nenzwara Kuti Munhu Kadzi Zvakaoma Hazvo

Vamwe vari kuti ndiye musikana uya but vamwe vati ndechimwewo chikomana so 🙆ini ndabva ndatoputsika musoro. Nhai ndiye here uyu akabata musoro?  

May 25, 2023

Natalie Mhandu Maoko Kuita Ghana Chipfuwa India Skin Yemunhu Anobhadhara Gas Re600 Usd Muzimbabwe Here Iri Munodhuva Kunyepa life

Rakakubvura zuva urikupiko nhai Natalie ,maoko kuita Ghana⚫chifuva India🟠 Ziuneven skin tone racho harisi retype yako iri, shuwa munhu anospenta 400 United States Dollars yegas per month ndiye angabudikira neskin iri kudivorcer so kuita kurambana iyo iri yemunhu one? Aiwa skin ngaidanane boss Natalie, onai zvekuita vana Lolo naAnna vadzidzewo ka mhoti tiri kutotemba imimi pavasikana two ava nhai😐 Otherwise wig manyama đŸ„©đŸ„©đŸ„©zvayo skin ndoyamatiregerera. Titende🙏

May 25, 2023

Freeman Hkd Boss Vakaoneswa Chitsvuku Na Cousin Rose Musi Uyoo Madhunamutuna

Firimoni musi uyo akaonesa zvidya panze cousin rose zvanzi kumba kwavo mabrothers ake anenge ana ginimbi vane mari ine mumvuri hama dzacousin dzaisada kutomboona chikiti ana rose ko inga wane feli akati rose ndicousin wemashuwa rose basa rakapera coz aikanganiswa nafeli kushanda achinzi ndiperekedze kunoita show nemota sei munhu wese atamba nakiti life yake inowondomoka kiti enda unogezwa munyama.

May 25, 2023

Nhai Iwe Felistas Hausikuona Mai Maketeni Ndovarikuudza Kettina Kuti Wakanzi Nesangoma Pfeka Black Mwedzi Wese And Zvese Zvamaita Chenjerera

Nhaiwe feridhongo hausi kuona kuti mai micheka inyoka ndivo vakaudza ketile kuti wakanzi nasangoma unofanira kupfeka black kwemwedzi wose plus akati amwe makuhwa anomawana kuna mai ivava vemicheka.

May 25, 2023

Congratulations Wechijandukwa Ndozvatinoda Ka Izvi Noylt Kungosimbirira Zvima Skits Zvisina Kukwana Tamirirawo Graduation Ya Lorain Guyo Na Madam Boss Sure Kutokundwa Na Bee Wezhira

Ndafaraâ˜ș Ladies kunaBee Wezhira, kuvarume kwavanaChiJandukwa🎓🎓🎓ndozvatinoda ka izvi haikona munhu kungosimbirira kumaskits. Dai Mai Tt naTyra vatorawo manotes kwete kungodhla mari kunge mushonga wemusana🙄Takamirira graduation yaRorini Guyo , mumwe ngaaudze Anna kuti aende kuchikoro. Hatichadi masocilalite madofo pano. Well done Chijandukwa but Yowee ! Baba imi munesikireti saApostle Sean naBee 😂😂😂Shuwa kushaya one day ramakabudikira muchiti ndofa nayo dissertation, hee hee ndine assignment guys ndakumbobva paFB , hee hee lecture this lecture that, fees chakadaro! Aiwa mune chifuva because team racho rekuverenga iri team rekuVar rine dzungu risingabviri , drama hobho. Munototi muudzwe nezvemaSemester nemamodule kusvika mese mazvinzwisisa 😐 Well-done Janduk

May 22, 2023

Ketina Unonyepa Kusvika wabudisa Audios Ya Madamboss Nemwana Akahurwa Na Ngoni 70%Of Your Stories Nhema Takungoda V11 And Leav Janet Manyowa Alone

Ketina unonyepa. Kusvika wabudisa audio yaMadam Boss nemwana akahurwa naNgoni 70% of what you say are lies. Tinashe hauna kukwana. Munhu ayikutukwa 24hrs ndowawakunosekerera. Zvange zvabuda zvega kuti you were telling the truth but zvawave kuita makes you no better than Chikiti wacho. Leave Janet Manyowa alone mwana wepabarika akakura neruvengo. different colours one household akanyepa papi kiti. She never killeed Sauro nor the PILOT bitta ndividuals. Hachada kutamba newe accept or zviuraye internet izororore.

May 22, 2023

Saka Ketina Vs Dog And Cat Family Taona Waruza Hondo Iyi Wave Wega

Saka kettina vs dog family..kettina vs Cat family .ndaona kettina apamama haibude hondo iyo.Dog family inokuwachisa ukaswera wabatwa bp nesugar ipapo ipapo .#FreeWiwa

23 24 25 26 27