General

May 31, 2023

Muma Street Varume Varikuti They Are Traumatised Vanotomboita Mwedzi Dzisingamire Sure Wonde Kutsvukira Kunze Mujati Mune Svosve Maitt

. bMumastreet varume varikuti they are traumatized nezvavaona vachatomboita mwedzi dzisingamireVakuru vakareva kare ,usaona Wonde kutsvukira kunze mukati rizere masvosve.....ndosaka uchi attracter varume vanomama ka20 pazuva nekuti iwevo waora zasi yose.

May 31, 2023

Fans Crying Saka Baba Harare Ndochikiti Bota RaRita Ramakadya Here Munezvivindi Zvekudzingirira Shumba Nekukora Kwese kuya Musadaro

1 Saka Baba Harare ndobota ramakadya radai kutenderera iri ,haaa nekoiling yenyu iya muchipinza mumwena wakati ndooo kudaro ...Musadaro imi.

May 31, 2023

Vanhu Voti Taneta Ne Cyber Bullying Ya Kettina And Samaz Hapana Ane Body Yakanakirana NaMaitt

Ndaneta nevanhu vanoita cyberbhuring kuvamwe kettina unoshora body yamura vamwe totoichiva varume varipano vhotai ndiani ane body yakanaka  Mura Gongomutoto  Masiriri Manhudzu haana kathat aye

May 31, 2023

Tinashe Maphosa Mangomudherera Cozy Akaramba Nemari Ye Pension Asi Nudes Kwaqbva Ndekwa Obina Guru King

1 Huuuuuuum uyu angodhererwa arikurwadziwa nekuti akanyeperwa Mari ye pension otherwise ma nudzu abva kwa baba vekupedza roll rejira a avo ndopaaiita zveku tinter musoro achine Saka ku America handina kumboona achiisa tint ,Nigerian rokunyudza zveshuwa team harina funny iri ndokwabva ma nudzu uko ko zvombonetsa here vachango tracker phone yake vakaona asiriye case closed nhasi worwadziwa nema nudes ko vanhu vawakashainira Mari dzavo une hutsinye mukadzi iwewe

May 31, 2023

Felistas You Deny Everything Zvekuti Garo Edited Nezamu Rave Drama Iro Garo Raikwana Muruoko RwaTinashe Dai Wangonyarara Than Kuuya Uchinyepa

Deny ,deny ,deny that all what she knows kushayawo one chinhu chaanotora responsibility for her wrong doings ,its just blaming others for her mess ...anoti maphotos akaeditwa hanzi vachibvisa chivaka shure ....apo chaipo wkafongora plus track suit twugaro twacho twaitwokwana muruoko one rwaTinashe...unobilivhisa zvikiti zvako zvaka dzungaira.

May 31, 2023

Maitt Unoda Drama Why Replying This Is The Reason We Respect Pokello Manude Ake Akabuda Haana Kumbiuta Neside Rake You don't Respond Kuzvinhu Zvakadai

This is the reason why ma sex tape ana Poki akaita seasina basa hawo, u don't respond kuzvinhu zvakadai. Siya ur fans n haters varwe kuma page uko iwe uri zii hako continuing nehupenyu. Manje aka kamunhu hakanzwe mmm n the minute she opens her mouth zvobva zvadhakwa worse. Hapeno sure

May 31, 2023

Maitt Musanyepere Tinashe Maphosa Mazuva Etint Obina And Zizoe Ndivo Vaive Panyanga So Sungisai Avaa 2

Uyu handi muchenese uyu πŸ™„πŸ™„ Nekuti mazuva etindi mumusoro ndiye ayive panyanga

May 31, 2023

Rutendo Lovenes Samaz Arikufara Zvake Hanzi Chibonga Chakaora Charasika Mumastreets Huyai Mutore Cat Family

Hanzi bonga iri rarasika muma streets if anyone knows the owner please claim chimhuka chenyu . Thanks πŸ™πŸΎ

May 31, 2023

Chokwadi Maitt Diaries Is The Real Celebrity Mastreets Kusheka Ketty Rako Nude Rakabuda 2 Minutes Tikatokanganwa Mura Mutumwa WaMwari To Save Souls

Kana tazogara Mai T's diaries is a celebrity ma streets achasheka for the next 3 weeks cz of her raka Ketty rakangobuda 2days bva zvatopera πŸ™πŸ™Mai TT may God bless you cz kuvepo kwenyu kwaita Kuti mhuri dzemamwe ma socialites dzipfeke mapuma cz their parents are using you as their content God will bless. You Mai TT you were appointed to serve and save souls plus to leave a real legacyπŸ₯°πŸ₯°πŸ₯°

20 21 22 23 24