Mellisa Makwasha uri sei shamwari yangu yemakore?.Long time ko kusaonekawo vamwe kuti ndava kuenda mhiri?. Dai wakatizivisawo pano hatiroye isu taitokuitira farewell party.Asi wakatogona kuenda kuchando ukasiya zvaMr Ibu vaye plus kuno hakuna chiriko kungori nezvimadhara izvozvi zvine mavende ndozvatiri kutongotaimirawo mumabhawa imomu. 🤣gara zviya tanga taane 2 years 5 months nemadays mangani since akaroorwa naIbu muchato usati waitwaVanhu vane secret veduwe kushaya kana akasvitsa nyaya yavo kuna gurundoro kut chakamisa muchato chii ummm
Uyu Buterfly hameno zvaangori haanzwiri mvura.She is beautiful and haana kuisa filter other wise atori better pane amwe mapic atinoona akaiswa filter zvekusvika pakuti munhu anoshaiwa mabvi nekufirita Majaira ka mafake enyu ana Tyra, nanaMura and all your fake celebs makati ndicho chirungu. Butterfly is the original of everything you all are tying to do, trying to be or trying to achieve, ndiye private school wacho the original salala. Havana kutanga kubatira chirungu pa facebook kuti ndione, akazvarwa mazviri. Makati filter nekubleacher ndiko kugeza. She is in a league of her own. Ndivo vaye vaiverengerwa ma bed time stories kuma80s.
Vari kuzviti ndivo vakafanobata chigaro chemunyori mukuru weCCC, VaSengezo Tshabangu, vadzinga zvakare dzimwe nhengo dzeParamende gumi nenhatu dzinosanganisira VaGift Siziva naVaAmos Chibaya, pamwe nedzimwe nhengo shanu dzedare reSeneti. Izvi zviri kuitika kunyange hazvo dare reHigh Court rapa mutongo unomisa kudzingwa kwenhengo dzebato iri.
Saka Peter ndiye aibvigwa here paya painzi vana vangu handidi navo. Peter Dhewa Moyo Responds Pakanzi vana not mwana , asi radio yekumba kwenyu inochinja maWords here nhai munhu waMwari.......
Hakanawo hubaba hwakati tsvikiti aka, kungopfeka masutu netugirazi otorwa ma Pic that's all, chero imo mumabhedhuru I wonder kuti mune chinobuda here vari weak wo ava😂😂😂. Vanotongeka 🙌Worinda sarudzo dzevarume vanoendera Naya haana, hameno kuti anotudii tumipigimu utwu My guy my guy Ba nandi varikulooker fwesh and havachapfeka Ringi which means he is very much available. Ma cos kuchando vacant iyo gegege.
Tatenda sure kuuraya boyfriend yako kuisa mu suitcase,kutotora liver yake ne nhengo🍆 kuzvidya ,nenyaya yekuti akunyima mari chete after kuita bonde 😭😭😭Zvivindi zvikuhodheswepi nhaimi ini kana kuuraya huku ndinotya dai Mwari vatibatsira
I think Mbuya Murata vodeyedza kutsuura vatsuurazve🤣🤣🤣 I'm imagining voice ragogo Murata " Nhai Mai Tanatswa mwanangu , wadiii wambozorora , rakashekesheke “( she burst in tongues) 🤣🤣🤣🤣🤣 Anogona kutovhura Jeri rake Felistas because mmmmmm Many projects pa munhu 1🤣🤣🤣🤣🤣Gore rino 😂😂😂😂😂 Asi munhu ukapinda mujeri ukazobuda brain dzinenge dzave PA FAST FORWARD 😂😂😂😂😂 Haana kuita bira nezuro uno kuma shwedaz , now akuda kuita bhaisikopo😂😂😂😂 Anopavhura Nhepfenyuro sooooon😂
😂😂😂😂😂😂😂are you ready for a movie . Production is underway . Ma zimbo mune ma jokes . Two days after jere makutoburitsa movie. Call me a hater but munozviwanza kuda kutipa pressure isina basa . I think her level of crazy has multiplied since she got out. We need to brace ourselves for the impact.One day in Jail is a trauma my sister and let her tell her own story. I spent two years inside and its my dream to write a book of my story and How God played a big role in my life till my release wen all charges got dropped. Its not an easy thing to be separated from your family.I think her level of crazy has multiplied since she got out. We
Matigimu wofarira ghost achifunga kuti ndimurefu😂🤣🤣🤣 maiwe kaniiii ndazviona ndikaseka ndega kuti matigimu ati ndapinda kudairwa najar praiser Anopenga wamunoti matigimu uyu akuda kuita rough n kuda ku posta maitt kut vanhu vamupe ma likes
Zvinyadzi zvaramba kubuda kaa nechirungu 10+ years in Ireland but munhu achine accent ye kuBuhera plus chi character cheku Highfiridzi Pachirungu I salute Sabina , simba chikanza na Olinda vane ma British accent Chirungu cha kettina na Chris gango chairoUnoda aiwanepi British accent iye ari mukaranga mukwane imi mu nadzo accent dzechi British