Imi vanhu imi murikuzviwanepi zvekuti muñhu one vakasiyana totally vanhu ava ,Princess muchemi anogara Joni anoda zve noise muma street plus haana magadziko nema hips ane door frame, Mhamha Bhamu bhamu veshoka inenge gaba re cobra vari based ku Dubai zvenoise dzemuma street havawanike tisu totovadenha vakabva Joni kare kare ndingabvume mukati vari related asi vanhu twoApa anga achirikunzi Edith Chibhamu kwete Penlope,iko kutorwa mhikicha wakanamatira varume unokuda fani π
Apa payiitwa ma deals eku recruiter vanasikana kuti vanodya dhodh* rema Arab pa Dubai apohanzi girl child empowerment ππππ hehehe chegore iroro ka π€¦πΏβοΈHanzi zuva akatadza ku qualifier vakaramba adye dhodho ravo
Brazilian Drug Dealer, Zimbabwean Couple Arrested And Jailed 21-07-2022 | 10:05 Brazilian Drug Dealer, Zimbabwean Couple Arrested And Jailed Africa-Press – Zimbabwe. A Harare magistrate has jailed a Brazilian drug dealer Karoline Silver Mafra (23) for seven years after she was convicted of unlawfully dealing with dangerous drugs. Mafra was jointly charged with two locals, Patience Murinda (32) and her husband Slegfriend Zibusiso Ndlovu (33) who were also slapped with a seven-year jail term. Harare magistrate Ignatio Mhene suspended two years of the trio’s sentence on the condition of good behaviour. Mafra and her colleagues were arrested last April at Robert Gabriel Mugabe International Airport after the police received informa
Mu cell unopinda ne brurugwa but kujeri haridiwe zvese braa nema shoe lace avadi vanhu vanozviuraya ndakagara chikurubi for 3 monthsChokwadiii chero bra,,bhutsu inema shuresi haidiwi chero kurukwa zvakareba hazvidiwiiIt doesn't make sense though coz anoda kuzviuraya chaizo anogona kushandisa uniform iyoyo nejuzi or gumbezeππ
Wasu is relieved kutura mafemo chaiko. Achamboita 9 months asingatukwe. 9 months asingatauriswe nhema dzefake life.
Zvimwe ndezvimwe sando kumurume wa Tino for better for worse in healthy and sickness you're blessed Tino your husband came from God haikona zvireshe zvivana zva Rusifa dai akatiza kare kare
Varipedo na Shema muudzei ataurirewo pasi , saka baba aRuva vange votiza .. veduwee noise kunge akutaura nemunhu arikuma cellsIni Shema pakabuda achizhamba nenyaya yepekugara namai vake ndakatoona kuti pane error mbichani saka havana kunyanyisiyana nana maaruva
Vabatwa paNgundu kuMasvingo vachida kutumira mwana wavo ari joni hanzi kuti aite Mari ine mumvuri, yanga iri muchangani bag zvino driver ati toda kuona parcel 1st. kunoti bawanike mukweshwa wayo
Fantan anekahuyanga kano pedza apetaiti hinda achigara mutsetse we magaro matema tema uri panze kudaro πβοΈ
I never knew kuti ndichasvika zuva randinoona vanhu nehuwandu hwavo ,worse vanhurume wishing some1 bad kufara kuenda kujeri kwemumwe munhu ,vamwe saying even akafa she deserves it ,asi tine shuwa shuwa here? Hatisati tambovhara vanhu?hatisati tambo faker life? Hatisati tambotuka?hatisati tamboshora vamwe nekuzvikudza? Sure unosvika pakuda just because of hee tiri ve this family hee vamwe this family ,or jus because you don like character yemunhu and 98% of hamuna kumbobvira makaonana kusanganga kana kuzivana.Tosw We are perfect ,pakukupai entertainment sometimes tinopfurira but i think as our fans and followers munofanha kutotidzora ,most of us we have said or sang zvinhu kufadza chaunga ,asi now we regret mamwe mashoko ataibuditsa.Hapana akachena pano zvekutoti titoisa makumbo mudenga kur