Nhaimi vamwe vana vevamwe vanogeza neyakadiiko mvura vane mabeche anonaka seiko ilucky rudziiko kudiwa kwavanoitwa nembinga Mitchell uyu aimbova mukadzi wembinga uncle Roland now ava mukadzi wembingazve nhasi watengerwa range rover vamwe takati vavava yepizza chaiyo kuti ibude unenge watambura week rese uchiyeuchidzwa kunzi unomboziva here kuti ndokuda ndakakutengera pizza paya,,,, Mitchell ndiye uya wevedio vari mubedroom mune ziheadboard ane preg murume wacho aine zimbor** ziguru guru
Mainini kana moenda nekeke rine outfit yekujere musandisiyewo toda kunofara pamwe namhamha vedu 🐈 🐈🐈😂🤣🤣🤣kkkkk wasu ndiye akupfeka maautifiti her tenzi sure hatingqmbotengiVanhu vanoty ngochani adzidiwe mu Zimbabwe inga wasu arimo wani mu zim apana zvakuitwaNdibvunzewo veduwe Wasu murume hre Kana Kuti mukadzi handimunzwisis shuwa
Wicknel Chivhayo has been bragging lately achiganzira Vanhu vaakabira mari yemagetsi yer the same people celebrate vanhu vanoita vatambure senyikaa YeZimbabwe we need to be stopped titangewo kufunga chokwadi Dzambarafuta Mboro yake anogoyiziva kuyibata kuwona nemaziso akapedzisira grade 5
Murefu akudzifambira manje muchato very soonDzapindigwa nevarefu 😂😂😂😂😂😂akoma alefu manje anodzisolovha chopu chopu🙅Beteka wira hako mumukaka murefu anei nekuchata iye Jose arikwa zangalewa wakamboona goto rine hwema richifambirana papi ne praise and worship 🤣🤣🤣
Nhasi chabvumwawo nefirita chana chokwaHonde🔥🔥🔥🔥Chero chembere iya yeDubai apawo inowirirana neni. Ex waShugi abuda❤️It's nice but the make up makes her look older than her actual age,Oro is it because I'm drunk🥴🥴🥴
Ndiye munhu one here uyo akatemgerwa mushini wemachips inga wakagona Joyae maid atova nematako kudaro within a short time😂😂😂😂so mukuti uyo anema tako ndimaid wefake wake chaiye ndiye hake akutsvairiswa lawn😂🤦♀️
Loving people..kune ma husband material.ngochani dzipi apo wasu ega ndogay vamwe varikutsvaka mari1 dhorobha riri clean Zimbabwe yose 1 province ino producer mafruits and tea ☕Unopenga iwe kwamutare ndokune vanhu vakadzidza kna wazogaraVanozvipfekera zvavo uniform yavo yebasa moti hungochani here vari kutodya chingwa chene margarine chemuti vakarima mazino anosara akadhidha ini muchisorotaura zvavo zvichifaya
Zvirokwazvo kune ana woman of God vakakunge twupoko kunze uko 😂😂
Terry akawandira ku fashion Mukoma giritimeni kumukanwaKokungo taura nyaya yako zvakanaka kkkkk mkoma Great vanepamuromo shame😩woti madam nekuku , baba nekoko haaayi😩 Terry bhooo munhu manje
In Zimbabwe 🇿🇼 we recommend Madam Boss for all your current and future projects. Actor/Comedian 1) She is very professional 2) No criminal record 3) Genuine person 4) Doesn't fake life 5) She can promote your products/services to millions of people in Zimbabwe and Southern Africa. Madam Boss will never disapoint #support #the #winning #team