General

July 09, 2023

Tinashe Mugabe DNA Tests Do Unprofessional Especially Yane Zuro Vanhu Vachaurayana Ukaswera Wasungwa

Panyaya ye DNA yanezuro Tinashe Mugabe you were very wrong 1 day vanhu vachakuvadzana ukaita witness hako ku court, vakaita zviri un professional kukuchidzira vanhTinashe Mugabe kuda maViews er shuwa ungasiye vanhu vachitukana nekinetsana uripo wakanyarara kudaro kana kumnogadzirisa hake kutowedzera kubvunza mbvunzo hezvo vanhu vakazosvka pakurovana show of immaturit hapana kana chawakagadzirisa hako usadato

July 05, 2023

Prophet Paul Voti Jesus Wss Hiv Positive So Vanhu Otai Aids Xviri Mumagwaro Mapotofita Enhema Aya

Uyu anobvepi ? Remember Chipiliro Gama ,aiti kana mukaisa maNegative comments chaibva chaudza vateveri vacho kuti torai mascreenshots mugouya nawo kuchurch musi weSvondo..Ini I don't blame vana "papa" ava ,I blame macongregants anoitiswa nenyoka dzemuBermurda Triangle idzi dzangozara pose pose sezvitutu zvezvikugwemuroyi .Seuyu naEmmanuel :- 1st occultist kugadzira goblin(s) muZimbabwe ,haa vazozvinyanya.Madzimai mune dambudziko even Magaya Walter paaibata rape madzimai nevamwe vasikana , madzimai maimira nedusvura riya.Dhandhaheads Aya🚮🚮Mene Mene TEKEL 🙌

July 05, 2023

Joey Nyikadzino Ndiye Mumwe Achatevera Maitt Kuchikurubhi Akatengesera Vanhu Mastands Arimufarm Memurungu Zvakaoma

Joey ndiwe next kuChikurubhi .Ungatengesere vanhu mastand epafarm yemurungu akaenda kunoshanya abroad.Urizimbavha.So far pane 2 vabudikira with evidence varikudealer na Wiseman Harry .Vemastand batai Wiseman please haasi ghost anokubatsirai kureporter zigororo iri

July 05, 2023

Vakadzi Va Mike Chimombe AAG Makagona Makati Anwe Mapiritsi Everyday Nekumufeeder Bota Rine Dovi Nesadza Nemapotatoes Aiwa Chagwinya Mazuvano Senyika Tirikufara

Makagona mukadotaura naye kuti anwe maPiritsi daily huye kudhla porridge rine mukaka nemargarina. Wapicker mukomana kana ganda rava kuvaimira. Muzvezve unongoda piritsi neporridge chete chete.As long as uchirikurarama chete handione use yekuseka urwere hwemumwe munhu even you zvogona kungokuwana anytime be carefulGore rino kufa munhu chete unenge watesta munhu nemaziso otobuda nema results ari negative waona dudu chaiye kkkkkkkKana urimkadzi sekera mdende vakadzi ndovakutosekera mdenga apa munevana vamusingatozivi kut ramangwana ravo vachazovei.Zvekusvoropodza izvi zvoda vaya vasingazvari havo ,kanavakafa kare coz as long urimupenyu ramangwana haurizivi chenjerai mamwe mashoko amumotaura .Its only in a Zimbabweans mindset where u find the slightest desire to laugh at someone's illness

July 05, 2023

Wasu Morepower Ochema Ndakusuwai Mhamha Handichazvigona Ndega Kuchengeta Vana Mutoro Wacho Wandiremera Sad Waifumga Imyore Here Chikomana Kuita Baba Vemba

Vachadzoka havo don't worry Wasu chengeta vanaBody language shows pane asingade hug  Pane agenda kuti hug iyi not ryt.Mukati havajoborani hr ivava 🤣🤣🤣🤣🤣🤣asking for friend hanguuukahug kekuti because you are zanu pf strong woman how make me to were dress like a woman

July 05, 2023

Congratulations Yo Tinashe Mugabe Ma Brand Ambassador Manyama International Zve DNA Sign Pese Pese Kufunga Bota Dai Maregawo

Muchishona tiri kuti ,"VW yamuri kutyaira hatisisu takagadzira" .Congratulations Tinashe Mugabe on your appointment as VW Brand ambassador. Bota family zvigumwe zvadaddy wenyu zvinongogaya ma signs ekudya botaCongratulations! He deserves it. That's what we call being rewarded for actual work not just noise and attention seeking on social media. His program is touching lives and he does it so well.Vana vevamwe ava unotoshaya kuti buri ravakabuda rakasiyanei nerakabuda vamwe zvavo zvichiendeka kkkk congradsShoka yaTinashe uyu yakatokundwa kunaka neyaMike Chimombe

July 05, 2023

Anna Honde Oudza Wicknel Chivhayo Wakafutisa Huya Ndikupe Tea Yekuonda Ubve 20kgs In 2 Months lol

Avao ava , chingokumbira kutengerws mota zvakanaka , and besides wicknero is married iwe datya dzikama mmm ameno vacharoorao izvi, Saka wadzurirei post iwe Anna kabishu ke 2 cents ndosaka wakasiiwa na Oros iwe honda unoidi😂 , Tisiireo wikinero wedu akadero atori sexy zvekuti😂😂😂That was very disrespectful iwewe Anna chibaby nyaya dzemabody evanhu dzekuzvara nedzekuroorwa dziri very sensitive iwewe wakabowaa wanii wasekwaa zvimapundu zvakooWikiwero medza pride unopiwa tea uchafira kuhope ukasiya maRoyco Rice Ako iwayo , I mean Royco Roy's 🤣 whatever it is 🤣Varikungoti body yake haiite moda body yake ikuitirei kuti murume wenyu here nhai mabhishu imi tukwai body yakanaka usina kana sendi inobatsirei kuti zvichazonyorwa patombstone hereObesity body hayisi yekutsvinya or k

July 05, 2023

Wicknel Chivhayo Oti Ndoidii Sunmer Body Muhomwe Mune Mari Ndaka Parker Mazimota Masummer Body NdeVarombo Vasina Mari

Wikinero kutotaura kwekurwadziwa asi kuonda akatombozama zvikarambaHezvo ,,Saka vanototi muviri kwawo wavainawo iwowo ,,,nfokupenga kwemurume mukuru kusagona kupinduraObesity body hayisi yekutsvinya or kudada nayo ,,,furo iro kwaaaaa zvosemesaVarikungoti body yake haiite moda body yake ikuitirei kuti murume wenyu here nhai mabhishu imi tukwai body yakanaka usina kana sendi inobatsirei kuti zvichazonyorwa patombstone hereMhinduro yacho ndeyekutsvinya ndosaka hangu ndichirespector Mr Mutarisi one mbinga isaganze

July 04, 2023

PaHarare Pazara Mbavha Ana Maitt Vawanda Daniel Chengo Ovhara Munhu Mota Yaamutengesera Iyo Mabook Zvese Zviripo

📢 FROM INBOX | Fraud Alert 📢 Batsirai mumwe wedu uyu. Please share!!!!   I bought this car last week Wednesday in Arcadia, only to realize on Friday that it was a rental vehicle. The seller is no longer available, and I had given him $5000 down payment, remaining with a $2000 balance which was to be paid by June month end.   I was contacted by 'masondosi' vachiti there was a guy who,coz of an emergency at his house,was selling his Mazda CX5 for US$10 000 and I was interested in that deal (I'm a car dealer by the way). The seller was contacted and he brought his vehicle for viewing that afternoon in Arcadia, and with my colleagues we inspected the car and liked it. We negotiated the price until he agreed on $7000. He left that afternoon since we had m

July 04, 2023

Vanhu Varikunyanyobatikana Namai B Hanzi We Feel For Her What What Imi Kwanai Vakatogarika Kukunda Vakawanda Team Mukuku

I honestly feel for mai B veduwe, Tyra anongoonekwa kuti zichapa by nature zvisinei nemimba. Akatosiyana naChangamire wepamuromo uya ari smart. Tyra ane huyanga , vanonzwa mai B pakuita laundry ndofunga hembe dzaTyra dzinenge dzine all sorts of dirty, weti, dhodho, food yambodyiwa , madzihwa , you nama it. Honaiwo ziromper iri tsvina esp pachest hameno zvambodyiwa munhu achingochapaza hembe kunge chicheche🙄 Dai achitofamba nechibhibhi. Mai B vari munhamo askana, Tyra nambuya vaya madhumbe vanodya sadza richikwata palive same Whatsapp group🙅 Ibasa chairo.Unotonyadzisa bhitanesi ichakuuraya .mune stress yamai venyu varikujere on her birthday vachirumwa netsikidzi..manje Tyra tinomuda akadaro iwe ndiwe unonhuhwa dhodho mutundo u name it panyo panobuda hurwa pfutseke

11 12 13 14 15