General

July 26, 2023

Vanhu Voti Musasekerere Ana Pokello Vakachena Nemari Dzenyika Havana Waanobatsira Basa Kuganzira Varombo

Haanawo kana maGo fund for helpless,kana ka peoples homes😢chake kudya chete mmmHanti ndimi munoendako kumapage avo muchinowokera mbiri yavo inobva kwamuri 😀so tambai mese mujairaneamuudze Slay Queen izvozvo...udzai anomupa mari wacho😔😔munoda kuti akapihwa mari oramba hre🤷🤣🤣🤣inorambika hre mariHanti munomu posta daily muchimurumbidza here queen of swagger wenyu uyu muchiziva Kuti imbavhaSiyai mwana agohwesa bhora rake 🥱🥱🥱iwe ungarambe here Kana watengwerwa   Let's all vote in numbers tibvise dambudzo

July 26, 2023

Bee Wezhira Wakatibhowa Senyika Kutiitisa Enda Kumasowe Wonogezwa Munyama Chokwadi

Shuwa enda kumasowe unopiwa muteuro pamwe ungawanewo mbinga saroreni unosvikepi bee uchingogwesha nechidhirezi chemaruvaAkandibhowa fani ndaifunga kuti real muchato nyamba yaive video song vanomboziva zvimwe zvacho zvopisa munyama zvoda wamvana zvekupfeka ma gown izvi

July 26, 2023

Zimbabwean Women Why Bashing Vamwe Vakadzi Ketina And Patricia Instead Dai Mabatsira Aenda Kuhospital Than Kuseka Chinena Chemwana

Haa asi qonfused nemanakiro ako nebhosvo rako riri clean ,shuwa nunu kuzvimba yemusikana kusvuuka kuita maronda wapindwa nei nhai qony?qonfafa?kudya tsvina dziya 🤔I dnt know how you guys are concluding kuti ndeche mskana uya. Video rakabatanidzwa zvaikozvino v11 ndere mface zvekubatanidzirawo kuda kuwachisa mskana ratovawo drama haro.He's qounfuzed sezita rake😅😅😅😅 kusatya kwake kunyudza muNunu yakaora kudaroChero rangu ndaritarisa ndikaona kuti iye zvarakanakaSaka tatowirirana senyika kuti tisekerere vanhu vachiita zvinyadzi zvakadaro isu totovaita maCelebrity..Ndiwo anonzi makunakuna kaaya..Kana anaMbuya nanaSekuru vakamuka kuvakafa vanotii nemashura akadai..Vakadzi vakuru kutonzwa kuti zvinoshamisa Ivo vaine varume mudzimba munofunga kuti varume venyu vanotii nekushing

July 24, 2023

Patricia Jackie Otuka Zuva Huya Nezvinhu Zvine Evidence Not Mahanzi Tirikuda Kuona Siya Madam Boss Unorwadziwa Nelife Yavo

I have promised vanhu vari kundipa mabasa kuti handichanetsane nevanhu im sorry my bosses allow me to address this issue mari ingatogara zvayo madam boss is my sister and vanhu they take advantage hapindure but munhuwo ane mafeelings ,dont you think munozozvinyanya here vanhu.. 1)tate paaccident yakaita madamboss wakati it was fake hakuna accident yaitika but i went there personally uri iwe waiva watanga futi kuti madamboss afa paaccident  Ndokufarira zvekuti tate bur haude kusekererwa yes unoita zveguhwa but unonyepesa 2)itya mazita auri kutaura iyawo guys why cant you celebrate with tyra for once you are one of the people aiti akatengesa chibereko Nigeria izezvi azvara makutaura izvi hindava asi nhai tate? 3)evidence doreen kana akapiwa mari kuratidzwa akadii kuri bidisa

July 21, 2023

Shema TV Onzi Zvavekubhowa Swedera Padhuze Kungoimba Nekutamba Pese Pese And Noise Chichinja Maitiro Zimbabweans Complaining

ndakambozvitaura kuti zvekuimba nekudzana pamwe pacho Sharo anenge anozozvinyanya ndikashuwa pano yes hazvina kuipa asi iih zvoozopedzisira zvaakubhowa aah tukai henyuzve asi musarega kusvitsa shoko ngaadzore volume pakutamba apo anopedzesera oita seasina kukwana 🙄KwaShema kazhinji ndopedzera shungu Kuma comments ndodarika ,cause the moment I want to play mavideos ,they irritate nenziyo nekutamba ikoko aaahKurumbidza zvakanaka kunodiwa,muhondo chaimo taitoyimba kuita murari,kubhora,kupi nekupi toyimba. Zvimwe akakurira kufamily inenge yangu every night toyimba totamba bheriya tonamata,kana bamnn Fani vauya negitare vairidza tosanganisa jiti church nedzese,vakauyawo baba vamai nemamwe madhara ekwababa vaiimba dzavo dzechinyakare vachiridza mabhaketi,mdara akadhakwa aiuya oyimba tonakirwa

July 21, 2023

Shema TV Onzi Zvavekubhowa Swedera Padhuze Kungoimba Nekutamba Pese Pese And Noise Chichinja Maitiro Zimbabweans Complaining

ndakambozvitaura kuti zvekuimba nekudzana pamwe pacho Sharo anenge anozozvinyanya ndikashuwa pano yes hazvina kuipa asi iih zvoozopedzisira zvaakubhowa aah tukai henyuzve asi musarega kusvitsa shoko ngaadzore volume pakutamba apo anopedzesera oita seasina kukwana 🙄KwaShema kazhinji ndopedzera shungu Kuma comments ndodarika ,cause the moment I want to play mavideos ,they irritate nenziyo nekutamba ikoko aaahKurumbidza zvakanaka kunodiwa,muhondo chaimo taitoyimba kuita murari,kubhora,kupi nekupi toyimba. Zvimwe akakurira kufamily inenge yangu every night toyimba totamba bheriya tonamata,kana bamnn Fani vauya negitare vairidza tosanganisa jiti church nedzese,vakauyawo baba vamai nemamwe madhara ekwababa vaiimba dzavo dzechinyakare vachiridza mabhaketi,mdara akadhakwa aiuya oyimba tonakirwa

July 21, 2023

The Best Pregnancy Photoshoot Not Zvekubvisa Hembe Vakadzi Vanodiwa Nevarume Vavo Zvinovengwa Nevaroyi Izvi

The best pregnant photoshoot kwete zvekubvisa hembe ndezvekupengaIni ndafarira kuti vakapfeka not chembere dzagumhana dzaitiratidza matumbu pano 🙄Handiti tunegeza nekuzora zvinoenderana😂😂😂😂😂😂 ukaitawo mari or kuwana anokuchengeta wakudya, kuzora nekupfeka zvakanaka unotobudawo natural beauty yakoUkawana munhu anokuda une kamww kakunaka so kaunongoita ukaita stress yekufunga ndodiwa hre runako rwese runotizaTwovengerwa kudiwa netuvarume twatwoMunhu ukawana munhuu anokuda unongonaka so ....you Start glowing..idzi ndodzinonzi pregnant not mimba ..zvakanaka shame..

July 21, 2023

Melissa Makwazha Onzi Ave Kutizvi Market Hake Josepha Achizviruza

Yosefa ngaiteo ma serious mwana akuzvi marketer uyu😁😁Achawana here zvino , dai ataura status yake , Soo that kana payine potential yomutora hayo , achasvika 40yrs achidai vanhu vachityira kureJosefa ndakamuwona ku SA last month ane umwe mkadzi zvichiwonekwa kuti aimidya mari. Vakadzi vaye vari pa nzara yevarume, ane hutsinye hake Josefa shemAkangoti 'i'm single' chete anowanikwa neatanga uyu. December chaiye tinenge takutotamba ma steps nekudya rice ne coleslaw. Ari kuzvivharira all the good men out there.⁹

July 20, 2023

Musapihwe Pressure Na Olinda Rich Aunt Venyu Dress Ravo Costs 6usd Mazimba Adzifambira Tangomirira MaReceit

Musa puhwe pressure please naRich aunty vema sewageKo kuposter pic kuWall kwake apa ani presha ko dai wangouya uchiti dress iri ndoprice yacho better plus mashop anosiyana wakatotarisa mapic acho unotongoona musiyanoWhat I know is that OC will bring the receipts and even turn up the pressure volume. 😅😅She dsnt disappoint this one receipt is on its way just wait and see Oli kauyu🤣🤣🤣🤣🤣Problem inoitika ndeyekuti ukararamira vanhu uye ukada kupota uchishainira vanhu they will Google price everytime you post something, then iwe wodzoka wakuda kuprover point 🤣🤣Ukaziva Kuti kune original nefake unobatsirika ,wofunga Kuti iwe kana wakatenga 50 r kana $2,50 kumbare naiye ndotaakatenga nayoKkkk ko kana akatenga ku shop ye Burberry chaimo imi ka murikungoda kuti Oc auye ne

July 20, 2023

Musi Wechina Olinda Ne Soulmate Yake Stunner Vopfeka Zvavo Matching Outgits Zvakaoma Hazvo Tytan Wotoshinga Muroora

Zvikuratidza kuti zvatengwa ne credit card one. Zvirikubuda suwitiIt’s so obvious, when i saw Stunner this morning i was like Olinda bought this, that’s why she wanted to divorce Tytan last week when Stunner was in the U.K.Olinda kane drama kkkk kabva kamhanya kunotenga zvinoenderana nezvazvakapfeka Stunner.Asi Gucci yambochepeswa paZim ndati🙆🏽 mahwindi nemakorokoza anenge arimo head to toe. Nyangwe ndikaona akapfeka original handichatoone kunaka kwachoOne 40year old teenager rinozvigezera PA Zim apo. Dziva 🤣🤣🤣🤣🤣. Amai Nandi can't resist chero mwana wedu Tytan akatozvigamuchira kare. LolNdazviona hangu kuti uku kuda kuMatcher ne’soulmate’ 🤦🏽‍♀️

10 11 12 13 14