Ko vangodii kungodzokerana havo coz iiiiHanzi shiri yabvuta rekeni naSisi Mai Sean.Chimereji chacho mahumbwe chaiwo. Nhai Jihovha chii chakadaro chinenge ngozi yekwaMasomera😭😭😭Mai vemwana uyu varipiko veduwe😭😭. Bulawayo team tibatsireiwo please kutsvaga mai vemwana uyu..Nhai Tytan wadii wasanoenda pasi pebridge tsvaga chitende usanyanye kubvuraudzwa nechando. Mwari chengetedzai mwana uyu tichimbosanotsvaga plan senyika.Tiri kuchema newe Tytan TESE zvedu maghost pano tirikuyeredza misodzi izvozvi maziso akazvimba kana chikafu hachisi kudzika .😭😭😭😭😭😭😭😭😭Its sad guys, zvinorwadza. Dai aapplier awana cos rake hake otanga kuita life yake. Chii chakadaroKkkkkkkk vanonyora masongs avo vari 2 voimba vari 2. N
Melly chidzoka kumba kuvana😌Machembere Aya dai achimbosiya izvi vakweshe vacheche nhova.Ndoona sekunge mweya wekuhukeyi unemhepo kuno kuAfrica toti inzara manje kuhukeyi chave chiii chembere dzakudai so ingoz here Ma felebrity aya matauriro avanoita v11 ungatoti ndere kubvisa hurumende. Izvozvi munhu haazivi kune certificate rake reO level asi fon izere nyaya dzevanhu vaakazivira pa Facebook 🤣🤣🤣 Kurai vana mbuya imi...ini pano ndakutonyara kuita drama rakadai because I feel kuti ndakura...ko ma2k ozodii mukaita izvi Ehe Melly ngaachidzokera anozoita depression mumba mevanhu. Everything in moderation, don’t overstay your welcome 🙏
Cyan boujee Aiwa it’s giving bush vibes🤣🤣🤣🤣🤣it’s giving waterfall 🙌🏻🙌🏻🙌🏻🤣Kuita kunge vhudzi rema Khoisan 😂😂Imi mwana uyu avhura huru sure kuita pompi yemvura kuchikiti uku ummmm Ndakuziva kushanda kwetsumo iye guyu kutsukira kunze mukati rine choya kudaro She need to shave maan asseblif ... The person who told these slay queens that urinating on the bed is another way of squirting need to be punished serious ... We Are Tired NowKuzonyima kunge zvinhu zvenyu.Ndiani andidira pombi yemvura(singing)Jah prayzar🤣🤣🤣🤣🤣tumhotsi apa pakaita vhuranda re bedroom yekumusha iya🤭🤭🤭
Minister of Mines Winston Chitando is giving villagers in Gutu 1 packet of chunks, a packet of salt, 100ml of cooking oil & a bar of green soap, all worth less US$2. He is asking these villagers for their vote as he contests for Parliament. Villagers in Gutu have asked his team if they have to wait for another 5 years again for the same US$2 freebies. Chitando has presided over the corrupt Ministry of Mines during the #GoldMafia episode. Criminals like Henrieta Rushwaya boast he protects them.
Zimbabwean rap artist Holy Ten has declared his support for Mnangagwa and ZANUPF for August 23 elections. It is his right and choice to support whoever he wants to support. However such choices come with consequences, if you support the suffering of people who have sustained your career, they also have a right to respond. It is called power with or without Those who can afford to run, will run, but what about those who can’t? They will have to stay! Opportunity is a scarce, scarce commodity, In these times I say. When mama spend her last and send you go class, Never you ever play. It's a competitive world for low budget people, Spending a dime while earning a
Guys majambiro andaita ndaona reply iyo… ndikati midzimu yangu kani Ndapinda! In a split second… kwaku clika kuti ndiite slide in his DMs 🥴🥴🥴 Wanike Ana Gonko mu toll toll vadovhura Ghost acc raThe Rock 🙅🏽♀️MaZimba kudenga kure I’m telling you! Why are we like this 🤷🏽♀️But iwewe wamanya check its Dwanye not Dwayne the spelling is even wrongAlright ZuvaNation! You know the drill❤️🔥❤️ Zvinhu Zvakadai We show Up and Show Out! Love is free let’s Go & follow guys‼️ Themba Gorimbo
To the Winning Couple Winky D DiBigman n your Beautiful Wife Kudzai Violet Gwara - KVG "May your love for each other continue to grow and flourish, bringing you joy and happiness each and every day. May you always cherish the bond you share and find strength in one another. May your love be a shining example for others to follow. May you always be there for each other, through the good times and the bad. And may your love last forever, as strong and true as the day you first met." Here's to more Accolades🥂. We love you!
Shuwa wabva Kuno sonwa sonwa nyama kuti dzitetepe ,woitirwa shura rakadaro🤣🤣🤣🤣 Dzokera unopihwa mafuta ako Ku Turkey , ukore pakare Mai Nandi. Chekuwondera hapasisina . Wazama zvaramba🤣🤣🤣🤣🤣🤣 MaBorn free haungamagone🤣🤣🤣🤣 Try kuroora Tanga Wekwa Sando ndo AGE MATE YAKO 🤣🤣🤣🤣🤣🤣MHEPO dzekuparara kwema marriage dzakasimuka. Tytan arariswa panze , zvirikunzi akadzokerana nehure rake rekuBelfast. Olinda dai wambozorora.Zvemba Zvaramba🤣🤣🤣🤣🤣🤣 #Homwe_iHomwe👏👏👏👏
Nhasi ndarota muchachilo hope dzedoro 🤣🤣 How many more months and days?Very heartless may the almighty continue to protect Felie 🙏🙏🙏🙏🙏 l used to have a friend who is very heartless like you but Mwari havadhakwe Felistas achabuda pakawoma se bukira #MUTSVENE WACHO NDIYANI????Kutamba ndega kuri nane pane shamwari inowenga munhu kudai iiii zvakaoma hazvoUsavimbe nemhunhu sisi akaimba hke Mathias mhere kubva apa ndakadzidza kutamba nevana vangu 🤷♀️🤷♀️We miss Felly, no buzzing in the streets. Mwana ane content uya and she is multi talented. God bless her wherever she is.🙏❤️❤️Mukufamba tarisai dzamunoti shamwari coz dzimwe dzinouya mulife mako kuti dzikuwisire pasi ndonamatira felly na tayra vanowirirana mu hupenyu kwete zvi
Zvanzi na Evelyn wa Quonfuzed ndiregerereiwo nekukuonesai chinhu chakazvimba,chakamarika marika uye chakaora kunge Zanu PF Munoti kudii nazvo?She traumatized us with her muriwo aaah mukati macho kuita kunge zvinyama nyama zvekumatadza 🙄🙄🙄🙄Kkkk varume vanhamo unongosvika uchinyika muromo ipapo pliz tangai mavheneka ndokutodzidza ukuChinhu chiye kuita kuwora iko kuzvimba yooo vanhu varikuwora vachifambaTatenda Moyo uyo kana Mnangagwa anomubvisa pachigaro ari ega ,Zvivindi zvakadai hazviko😂😂