Gift Siziva Adzingwa Zvajare Ku CCC Nelson Chamisa Party Hapasisina Vanhu Vese Vabviswa

Vari kuzviti ndivo vakafanobata chigaro chemunyori mukuru weCCC, VaSengezo Tshabangu,

 

 

 

 

 

vadzinga zvakare dzimwe nhengo dzeParamende gumi nenhatu dzinosanganisira

 

 

 

 

 

 

VaGift Siziva naVaAmos Chibaya, pamwe nedzimwe nhengo shanu dzedare reSeneti. Izvi zviri kuitika kunyange hazvo dare reHigh Court rapa mutongo unomisa kudzingwa kwenhengo dzebato iri.

  • Share: